Chitara sezita
Mataridziko
Chitara izita remhuri rinowanikwa muMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Sergio Chitara; Bruno Chitara; Nadia Chitara.
- Chitara (Beacon to mark land allocation) chiro chinopangidza pane miganhu yenzvimbo yakapiwa kumunhu.
- Mazwi ari pedyo: Madara sezita; Mataranyika sezita, Mutara sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu inoti ritala (n. attic; loft). Subiya inoti chitala (n. platform where we lay dishes) kureva dara rendiro.
- VaVenda vanoti butali (n. wisdom). Mamwe mazwi: -talifhaho (wise). Nyakyusa inoti tala (to do first; be first to do).
- Zigula inoti tala kana matala (n. light, lamp, signal lamp). Mamwe mazwi tala dyaka (The light is shining). Kutaliha (to increase in height).
- Lugwere inoti kitaala (n. flash; light that is a source of artificial illumination; flash photography).
- Subiya inoti chitala (n. platform where we lay dishes) kureva dara rendiro.