Content-Length: 133628 | pFad | http://sn.wikipedia.org/wiki/Mupunga

Mupunga - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Mupunga

Kubva Wikipedia

Mupunga (rice in English) idzinde rinenge sora rinorimwa richiita mbeu inodyiwa Pasirose.

Mupunga ndiko kudya kukuru kunzvimbo dzinoti: West Indies; Middle East; East Asia; Southeast Asia neSouth Asia. Mupunga ndiyo mbeu yepiri pahuwandu hwekukohwewa Pasirose cihitevera chibage. Asi nokuti chibage chinoshandiswa mune zvimwe zvisiri kudyiwa nevanhu, mupunga ndiyo unosara watungamira pakuva chikafu chevanhu.

Kurimwa kwemupunga kwakanakira nzvimbo dzinowanikwa vashandi nemuripo uri pasi nokuti mupunga une basa rakawanda. Mupunga unoda nzvimbo dzinonaya mvura yakawanda nokuti unokura muznvimbo dzine mvura yakawanda. Mupunga ndiwo rimwe remadzinde akagara ari muAfrica kubvira pasichigare.

Nhengo iri padzinde remupunga kana rukweza inotakura mbeu inonzi mwonzora kana nzeve.

Mupunga wakabikwa uchizoiswa dovi unonzi mafaki.

  • Besva kana beswa (empty hull or pod - e.g. of rice) apa kureva gufu kana bubu retsanga yemupunga.
  • Doro, dimba, dimbwa kana deka (a piece of land suitable and used for growing rice).
  • Duku (rice field). Pahuwandu toti matuku.
  • Mufake, mashagada kana shokodo (Cooked rice flavoured with rice and salt).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]








ApplySandwichStrip

pFad - (p)hone/(F)rame/(a)nonymizer/(d)eclutterfier!      Saves Data!


--- a PPN by Garber Painting Akron. With Image Size Reduction included!

Fetched URL: http://sn.wikipedia.org/wiki/Mupunga

Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy