Chikoriya
Mataridziko
Chikoriya (Chihangwu: 한국어; Chihanja: 韓國語) mutauro weKoriya Chamhembe ne Koriya Maodzanyemba.
Vambo rezita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mu Chikoriya mutauro wavo unonzi Hangukeo.
- 한 (Han)
- 국 (Guk)
- 어 (eo)
Kunyora Chikoriya
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mabhii
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Makoriya anoshandisa kunyora mabhii avanoti Hangul (Chishona: Hangwu), uye vanoshandisa Hanja yakabva kumabhii eChichayina anonzi Hanzi. Aya anoshandiswa wo muChijapani.
Zvinzvanyira (zvivaramai)
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Hangwu | ㄱ | ㄲ | ㄴ | ㄷ | ㄸ | ㄹ | ㅁ | ㅂ | ㅃ | ㅅ | ㅆ | ㅇ | ㅈ | ㅉ | ㅊ | ㅋ | ㅌ | ㅍ | ㅎ |
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
Chiroma/
Chiratini |
g | kk | n | d | tt | r | m | b | pp | s | ss | j | jj | ch | ḳ | ṭ | p̣ | h | |
k | k | n | t | l | m | p | t | t | ng | t | t | k | t | p | t |
ng yemuChikoriya yakafanana ne n' yeChishona, muenzaniso:
- Saranghaeyo (Ndinokuda)
MuChishona inonyorwa se:
- Saran'iheyo
Zvinzvovera (zvivaramwana)
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Hangwu | ㅏ | ㅐ | ㅑ | ㅒ | ㅓ | ㅔ | ㅕ | ㅖ | ㅗ | ㅘ | ㅙ | ㅚ | ㅛ | ㅜ | ㅝ | ㅞ | ㅟ | ㅠ | ㅡ | ㅢ | ㅣ |
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
Revised Romanization | a | ae | ya | yae | eo | e | yeo | ye | o | wa | wae | oe | yo | u | wo | we | wi | yu | eu | ui
yi |
i |