Svetuka kuchirochemo

Rheshiyo

Kubva Wikipedia

Muzvidzidzo zvinotevera: masvomhu, fundoyetsimba, rheshiyo (ratio) izwi rinoreva hukama huripo pakati penhamba mbiri dzine utandu (dimensions) dzakafanana. Rheshiyo inonyorwa seizvi (a:b), izvi zvichitiudza kuti nhamba yechipiri inopinda kangani mune yokutanga.

Muenzaniso ungapiwa ingati:

  • Zvikwata zviviri zvenhabvu Guruve United neMhangura United zvanga zviine zvibodzwa 3:2 papera mutambo; apa rheshiyo yacho inenge iri 1.5.
  • Mumwe muenzaniso: pavakapedza kudiridza Sarudzai naChipo vakanga vane 30:15 migomo yemvura yavakatakura - apa rheshiyo yacho inenge iri 2. Tinoona kuti pamienzaniso yapiwa zvinhu zviri kufananidzwa zvine nzenda kana chiyero chakafanana.
pFad - Phonifier reborn

Pfad - The Proxy pFad of © 2024 Garber Painting. All rights reserved.

Note: This service is not intended for secure transactions such as banking, social media, email, or purchasing. Use at your own risk. We assume no liability whatsoever for broken pages.


Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy