Cala Notes More Guidelines
Cala Notes More Guidelines
Cala Notes More Guidelines
ASSEASSMENT FRAMEWORK
WHAT IS CALA?
-This is any learning activity or assessment that requires learners to perform, demonstrate their
knowledge, understanding and proficiency.
-CALA yields a tangible product and/or performance that serve as evidence of learning.
-a CALA presents a situation that calls for learners to apply their learning in context.
-Pathway research Project: A detailed study venture done by a learner in a chosen career area.
-Projects.
-CALA Context: Give the context and background of the problem to be solved.
-The activity: Detail of the problem and what needs to be done, including mark allocations where
applicable.
-How the learner will be assessed: Detailed information on how the learner will be assessed.
Achievement Standards
-These are descriptions of the expected qualities of a learner’s work that provide a basis of
judging how well the learner has demonstrated that they know, understand and can DO.
CALA
skill
noun
: *the ability to do something that comes from training, experience, or practice*
2 a : *the ability to use one's knowledge effectively and readily in execution or performance*
Summary
Knowledge vs Skill
-Unogona kuziva kuti kuimba chii, kana kuti kuita sei, asi usingagoni kuimba kwacho.
CALA!
-Asi taiti kana tadzidza chinhu kuma Subjects edu toti zvatokwana, *tobva tamirira kupindura
mibvunzo mu exam pamsoro pezvatakadzidza*!
- *Tinoti tapedza kudzidza chinhu totsvaka kuti ruzivo rwatawana rwungashandiswa sei kuita
zvinobatika*.
-Learning inoedza kuita apply ruzivo rwadzidzwa kuita chinhu chaicho ndiyo inonzi *Continuous
Assessment Learning Activity*, or CALA.
yakaita sei!
*This is any learning activity or assessment that requires learners to perform, demonstrate their
knowledge, understanding and proficiency.*
(i) perform
So, a CALA is a learning activity in which you are putting knowledge to practical use.
*-CALA yields a tangible product and/or performance that serve as evidence of learning.*
-Zviri kunzi a CALA inoburitsa chinhu chaicho chaitwa (a tangible product), product iyoyo, ie
chinhu ichocho chobva charatidza kuti munhu ane practical knowledge, ie skill yaakadzidza, kana
kuti yaakawana pakudzidza kwaakaita.
-Shoko rokuti , *tangible* rinoreva chinhu chinobatika, kana kuti chine mumhu, ie chinhu
chaichoicho!
*a CALA presents a situation that calls for learners to apply their learning in context.*
👆🏾
-Zvakakosha izvo!
*a CALA presents a situation that calls for learners to apply their learning in context.*
👆🏾
-Zvakakosha izvo!
1. *CALA inoitwa wasangana ne situation ine practical problem iri kuda solution.*
4. *Application yema competences/skills ndiyo inoda kuti learner ataridze kuti akabata ma
competences/skills aakadzidza*.
5. *Subject area yoga yoga (now called a learning area) yagara ine ma
competences/skills/concepts ainodzidzisa through ma lessons anoitwa mu class*.
6. *Learner chake kuzoona kuti ma comoetences aya anogona kushanda apa neapo, iye ochiita
tsvakurudzo (research) yekugadzira problem yaaona*.
7. *Activity, ie tsvakurudzo yacho yose ne application yema competences/skills ako ndiyo inonzi
CALA*!
NOTE
-Word rokuti *Activity* riri muna CALA ndiro rinonzi *Exercise* kana tichiita ma lessons edu.
1. Tiri kudzidza zvinhu (competences/skills) zvakawanda muma *Learning Areas* edu, ie English,
Maths, Shona, History, Science, Commerce, etc.
2. Zvidzidzo zvose izvo zviri kutipa ruzivo, (knowledge, skills, attitudes) rwakasiyana siyana
zvichienderana nechidzidzo.
3. Kana ruzivo urwu tava kugona kurwushandisa kuita zvinhu zvinobatika tichigadzirisa
matambudziko akatikomberedza, kana kuti atinosangana nawo, ruzivo urwo rwava kunzi *a skill,
a competence*!
-Ruzivo runogara mumusoro rusingagoni kubatsira ku solver ma problems ari pakati pedu
*harubatsiri chinhu*.
Runonzi *text book knowledge*.
- *Unogona kufa nenzara, kana kufa nezvirwere, or kufa nebasa, etc apa musoro wakazara book
knowledge*!
- Pakauya Covid 19 hapana kana one practical solution yakabuda murudzi rwokwedu.
-Apa takazara nema Professors, Doctors, nevamwe vafundi muma fields akasiyana siyana!
-Asi takazogonawo kugadzira ma mask anoti kana wakapfeka unenge handa yakaruma napkin
remwana!
*POINT*
*A CALA invites you to identify a problem that you can solve using one or more of the things
(competences/skills) you have learned in one or more of the Subjects (Learning Areas) you do at
school!*
-Kana wakadzidza asi usina skill yaungashandisa ku solver problem pane mabasa!!
- *Zvasara kuti ndipe book knowledge yekuti CALA yacho ine ma characteristics api*, ie kuti
Learning Activity inzi CALA inenge yakaita sei.
-Ma characteristics ndizvo zvinhu zvinoita kuti *learning activity* ive a CALA.
-Ma Activity acho, ie zvauchange uchiita zvacho, ngazvive pamsoro pekutsvakurudza (research)
ku solver problem uchishandisa ma *competences or skills* awakadzidza during the ordinary
*theory lessons* mu class nemudzidzisi wako.
-Characteristic iyi ndiyo inotipa *Background* yako, (format ye CALA, see below).
-Background or context inotionesa real problem iri kuda a real, ie practical solution.
*Saka iwe chiuya nema competences/skills ako, utipe solution through a series of activities*.
-Tsvakurudzo *iongororo* inoshandisa *ma tools* akasiyana siyana to *collect, record, analyse,
interpret, present and draw conclusions* from data, (information).
-Using the correct research tools and methods for a particular problem is important for a
successful solution.
Example
-Wadzidziswa
-Ma gadgets atinoshandisa anoti ma foni, television, etc zvakaitwa nemunhu akadzidza
*electricity, etc* kuchikoro!
-New, practical knowledge inobuda patsvakurudzo inonzi *technology*, for technology is nothing
but the use of practical scientific knowledge to solve actual problems.
-CALA inotipa mukana wekuvhura pfungwa, toona kuti knowledge has a practical application!
a) originality
-Chavamba newe, ndechako iwe, ndiwe wachigadzira, ie hauna kuchikopa kune mumwe munhu.
b) creativity
-Kuva creative zvinoreva kugadzira nzira itsva dzekuita chinhu, kuburitsa solution, to apply
knowledge in a new way to solve problems.
c) innovative
- to do something in a new way, to have new ideas about how something can be done.
-Munhu ari innovative anoshandisa knowledge, competences and skills in new, imaginative,
creative or changed ways to solve problems.
-integration zvinoreva kubatanidza kana kusanganisa knowledge, ideas, skills, etc zvinobva kuma
Learning Areas two or more.
Summary