Content-Length: 86921 | pFad | http://sn.wikipedia.org/wiki/Matoro

Matoro - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Matoro

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo chetaranyika, matoro (wetlands, garden in swampy place) izwi rinoreva nzvimbo inochengeta mvura ine sora, nhokwe kana tsanga. Matoro anonyanya kuwanikwa pedyo nerwizi kana kumiganhu yemapani nedondo. Vamwe vatauri vanoti deve kana kuti denhe.

Deve, doro kana dzere (garden in swampy place).

Kare kare mupunga netsenza zvairimwa mumatoro. Pari zvino hakuchina matoro akawanda nokuda kwekuwanda kwevanhu nokukundika kuchengetedza nzvimbo dzine matoro.

Mumatoro munowanikwa datya; mukonikoni; humhutu netumwe tupuka. Miti, huswa netsanga zvinomerawo mumatoro.

Deketa, dete kana dekete (bog, marsh or swamp).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaDigo vanoti dimbwi (Hole, swamp).
  • Luganda vanoti ekiteebe (n. bog, marsh, morass - a tract of low, soft, wet ground).








ApplySandwichStrip

pFad - (p)hone/(F)rame/(a)nonymizer/(d)eclutterfier!      Saves Data!


--- a PPN by Garber Painting Akron. With Image Size Reduction included!

Fetched URL: http://sn.wikipedia.org/wiki/Matoro

Alternative Proxies:

Alternative Proxy

pFad Proxy

pFad v3 Proxy

pFad v4 Proxy